Ruka 11:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kubva paropa raAbheri kusvikira kuropa raZekaria, uyo akaurayiwa pakati pearitari neimba tsvene. Hongu, ndinoti kwamuri, rudzi urwu ruchava nemhosva yezvinhu izvi zvose.

Ruka 11

Ruka 11:49-54