Ruka 11:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Hakuna munhu anotungidza mwenje agouisa panzvimbo yakavanda, kana pasi pedengu. Asi anouisa pachigadziko, kuitira kuti vose vanopinda mumba vaone chiedza.

Ruka 11

Ruka 11:23-38