Ruka 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vakati vachiwanda, Jesu akati kwavari, “Rudzi urwu rwakaipa. Runokumbira chiratidzo, asi harungapiwi chiratidzo kunze kwechaJona.

Ruka 11

Ruka 11:27-35