Ruka 11:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana mweya wakaipa ukabuda mumunhu, unopinda nomunzvimbo dzakaoma uchitsvaka zororo ugorishayiwa. Ipapo unoti, ‘Ndichadzokera kumba kwandakabva.’

Ruka 11

Ruka 11:18-29