Ruka 11:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu ane simba, akanyatsoshonga nhumbi dzake dzokurwa, akachengeta imba yake, pfuma yake inochengetedzeka.

Ruka 11

Ruka 11:12-25