Ruka 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Garai muimba iyoyo muchidya nokunwa zvose zvavanokupai nokuti mubati akafanirwa nomubayiro wake. Musapota-pota nedzimba.

Ruka 10

Ruka 10:1-9