Ruka 10:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Marita akatadziswa kuteerera nokuda kwokugadzirira kwose kwaifanira kuitwa. Akauya kwaari akati, “Ishe hamuna hanya here kuti munun'una wangu andisiya ndichingoshanda ndoga? Muudzei kuti andibatsirewo!”

Ruka 10

Ruka 10:36-42