Ruka 10:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu navadzidzi vake pavakanga vachifamba, vakasvika pano mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make.

Ruka 10

Ruka 10:34-42