Ruka 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe musi mududziri womurayiro akasimuka kuti aedze Jesu. Akati, “Mudzidzisi ndinofanira kuiteiko kuti ndiwane nhaka youpenyu husingaperi?”

Ruka 10

Ruka 10:15-33