Ruka 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Une nhamo iwe, Korazini! Une nhamo iwe, Bhetisaidha! Nokuti dai zvishamiso zvakaitwa mauri zvakanga zvaitwa muTire neSidhoni, vangadai vakatendeuka kare, vakagara mumadota vakafuka masaga.

Ruka 10

Ruka 10:12-22