Ruka 1:58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vavakidzani vake nehama dzake vakanzwa kuti Ishe akanga amunzwira ngoni huru, vakafara pamwe chete naye.

Ruka 1

Ruka 1:55-63