Ruka 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva yaHerodhi mambo weJudhea kwakanga kuno muprista ainzi Zekaria, akanga ari weboka rouprista hwaAbhija; mukadzi wake Erizabheti akanga ari chizvarwa chaAroni.

Ruka 1

Ruka 1:1-12