Ruka 1:46-48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

46. Maria akati:“Mwoyo wangu unokudza Ishe

47. uye mweya wangu unofara muna Mwari Muponesi wangu,

48. nokuti akanga ane hanya nokuninipiswa kwomurandakadzi wake.Kubva zvino marudzi ose achanditi ndakaropafadzwa,

Ruka 1