Ruka 1:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erizabheti akati anzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akakwakuka mudumbu make, ipapo Erizabheti akazadzwa noMweya Mutsvene.

Ruka 1

Ruka 1:38-43