Ruka 1:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Maria akati, “Ini ndiri muranda waShe. Ngazviitike hazvo kwandiri sezvamareva.” Ipapo mutumwa akabva paari.

Ruka 1

Ruka 1:31-44