Ruka 1:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange hama yako Erizabheti achava nomwana pamazuva okukwegura kwake, uye mwedzi uno ndowechitanhatu kuna iye ainzi asingabereki.

Ruka 1

Ruka 1:34-43