Ruka 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, sezvo neniwo ndakanyatsoongorora zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanakawo kuti ndikunyorerei imi Tiofiro mune mukurumbira, nhoroondo ndichinyatsotevedzanisa,

Ruka 1

Ruka 1:1-6