Ruka 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Zekaria; munyengetero wako wanzwikwa. Mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwanakomana, uye unofanira kumutumidza zita rokuti Johani.

Ruka 1

Ruka 1:4-20