Revhitiko 8:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akati kuna Aroni navanakomana vake, “Bikai nyama pamusuo weTende Rokusangana mugoidyira ipapo nechingwa chomudengu rezvipiriso zvokugadzwa sezvandakarayira ndichiti, ‘Aroni navanakomana vake vanofanira kuchidya.’

Revhitiko 8

Revhitiko 8:27-34