Revhitiko 7:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana nyama yechipiriso chokuwadzana ikadyiwa nomusi wechitatu haizogamuchirwi. Hazvigamuchirwi panzvimbo yomunhu anenge azvipa nokuti hazvina kuchena, munhu achadya chikamu chipi chazvo achava nemhosva yacho.

Revhitiko 7

Revhitiko 7:10-20