Revhitiko 7:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyama yechipiriso chake chokuwadzana chokuvonga inofanira kudyiwa musi wainopiwa. Haafaniri kusiya imwe kusvikira mangwanani.

Revhitiko 7

Revhitiko 7:13-25