Revhitiko 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvibikei namafuta mugango. Muuye nazvo zvakasanganiswa zvakanaka mugouya nechipiriso chezviyo chakamedurwa-medurwa sezvinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.

Revhitiko 6

Revhitiko 6:16-30