Revhitiko 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana mumwe akatadza uye akasavimbika kuna Jehovha nokunyengedza muvakidzani wake pazvinhu zvaakachengeteswa, kana zvaakabatiswa kana zvakabiwa, kana kuti akamubiridzira,

Revhitiko 6

Revhitiko 6:1-6