Revhitiko 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista anofanira kutora tsama youpfu hwakatsetseka namafuta, pamwe chete nezvinonhuwira zvose pachipiriso chezviyo agopisa chikamu chechirangaridzo paaritari sezvinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.

Revhitiko 6

Revhitiko 6:6-20