Revhitiko 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana asingakwanisi kuuya negwayana anofanira kuuya nenjiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri kuna Jehovha somuripo wechivi chake, imwe somuripo wechivi, imwe sechipiriso chinopiswa.

Revhitiko 5

Revhitiko 5:1-14