Revhitiko 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana munhu akatadza nokuti aramba kupa uchapupu iye achinzi ape uchapupu pamusoro pezvaakaona kana zvaakanzwa, achava nemhosva.

Revhitiko 5

Revhitiko 5:1-4