Revhitiko 27:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana munhu wose anenge achiita mhiko ari murombo zvikuru zvokutotadza kuripa muripo wakatarwa, anofanira kuuya nomunhu uyu kumuprista, achatara mutengo wake zvichienderana nezvinokwaniswa nomunhu ari kuita mhiko.

Revhitiko 27

Revhitiko 27:4-14