Revhitiko 27:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haafaniri kusarudza zvakanaka kubva mune zvakaipa kana kuzvitsinhanisa. Kana akazvitsinhanisa, mhuka dzose dziri mbiri, yatsiviwa neyatsiva, dzichava tsvene uye hadzigoni kudzikinurwa.’ ”

Revhitiko 27

Revhitiko 27:30-34