Revhitiko 27:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura navaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko yakasarudzika yokuti akumikidze vanhu kuna Jehovha nokupa mutengo wakaenzanirana,

Revhitiko 27

Revhitiko 27:1-5