Revhitiko 27:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana munhu akakumikidza kuna Jehovha chikamu chomunda wemhuri yake, mutengo wawo unofanira kutarwa zvichienderana nouwandu hwezviyo zvinodiwa ipapo, mashekeri makumi mashanu esirivha pahomerii yezviyo yebhari.

Revhitiko 27

Revhitiko 27:12-26