Revhitiko 27:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haafaniri kuchitsinhanisa kana kuisa chakanaka panzvimbo yechakaipa, kana chakaipa panzvimbo yechakanaka; kana akaisa mhuka pachinzvimbo cheimwe, dzose dziri mbiri neyatsinhanisa dzichava tsvene.

Revhitiko 27

Revhitiko 27:6-19