Revhitiko 26:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kunyange zvakadaro, kana vari munyika yavavengi vavo, handizovarambi kana kuvasema kuti ndivaparadze zvachose, ndichiputsa sungano yangu navo. Ndini Jehovha Mwari wavo.

Revhitiko 26

Revhitiko 26:36-46