Revhitiko 26:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichatuma zvikara zvesango kuti zvizokurwisai, uye zvichakutorerai vana venyu, zvigoparadza mombe dzenyu zvigokuitai vashoma zvokuti nzira dzenyu dzichasara dzisina vanhu.

Revhitiko 26

Revhitiko 26:18-25