Revhitiko 26:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo ndichaita izvi kwamuri: Ndichauyisa pamusoro penyu zvinotyisa, zvirwere zvinoparadza nedenda richaparadza meso enyu, uye rigokusvetai upenyu hwenyu. Muchadyarira zviyo zvenyu pasina nokuti vavengi venyu vachazvidya.

Revhitiko 26

Revhitiko 26:13-26