Revhitiko 26:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndini Jehovha Mwari wenyu, ndakakubudisai kubva munyika yeIjipiti kuti musazova varanda kuvaIjipiti zvakare, ndakatyora matanda ejoko renyu ndikakufambisai makati twi.

Revhitiko 26

Revhitiko 26:3-22