Revhitiko 26:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Musaita zvifananidzo kana kumisa chifananidzo kana ibwe rinoyera kwamuri, uye musaisa dombo rakavezwa munyika yenyu kuti mukotamire pamberi paro. Ndini Jehovha Mwari wenyu.

Revhitiko 26

Revhitiko 26:1-4