Revhitiko 25:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Verengai maSabata manomwe amakore, makore manomwe akapetwa kanomwe, kuitira kuti maSabata manomwe amakore akwane nguva inoita makore makumi mana namapfumbamwe.

Revhitiko 25

Revhitiko 25:1-18