Revhitiko 25:53 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kubatwa somushandi wemaricho gore rimwe nerimwe; munofanira kuona kuti tenzi wake haamutongi zvakaomarara.

Revhitiko 25

Revhitiko 25:43-55