Revhitiko 25:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, nyika pachayo inofanira kucherechedza sabata kuna Jehovha.

Revhitiko 25

Revhitiko 25:1-11