Revhitiko 25:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana makore awanda, munofanira kuwedzera mutengo, uye kana makore ari mashoma, munofanira kudzikisa mutengo, nokuti zvaari kukutengeserai ndizvo chaizvoizvo uwandu hwezvirimwa.

Revhitiko 25

Revhitiko 25:15-17