Revhitiko 24:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutyora kunotsiviwa nokutyora, ziso rinotsiviwa neziso, zino rinotsiviwa nezino. Sezvaakuvadza mumwe saka naiye anofanira kukuvadzwa.

Revhitiko 24

Revhitiko 24:10-23