Revhitiko 23:42-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

42. Garai mumatumba kwamazuva manomwe: Zvizvarwa zvose zvavaIsraeri zvinofanira kugara mumatumba

43. kuitira kuti zvizvarwa zvenyu zvigoziva kuti ndakaita kuti vaIsraeri vagare mumatumba pandakavabudisa kubva muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.’ ”

44. Saka Mozisi akazivisa kuvaIsraeri mitambo yakatarwa yaJehovha.

Revhitiko 23