Revhitiko 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haafaniri kudya chimwe chinhu chinowanikwa chakafa kana kuti chabvamburwa nemhuka dzesango, akazosvibiswa nayo. Ndini Jehovha.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:4-11