Revhitiko 22:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu uyo achabata kusachena uku achava asina kuchena kusvikira manheru. Haafaniri kudya zvipiriso zvipi zvazvo zvitsvene kusvikira ashamba nemvura.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:3-16