Revhitiko 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uti kwavari, ‘Kumarudzi achatevera, kana mumwe wezvizvarwa zvenyu asina kuchena akaswedera pedyo nezvinhu zvakatsaurirwa Jehovha navaIsraeri, munhu iyeye anofanira kubviswa pamberi pangu. Ndini Jehovha.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:1-6