Revhitiko 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Taura kuna Aroni navanakomana vake nokuvaIsraeri vose uti kwavari, ‘Kana mumwe wenyu, angava muIsraeri kana mutorwa, anogara muIsraeri, akapa chipo kuti chive chipiriso chinopiswa kuna Jehovha, kungava kuzadzisa mhiko kana kungopawo chipo,

Revhitiko 22

Revhitiko 22:16-21