Revhitiko 22:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana mwanasikana womuprista akava chirikadzi kana kuti akarambwa, iye asina vana, akadzoka kuzogara mumba mababa vake sapaudiki hwake, anogona kudya chokudya chababa vake. Asi munhu asina kukodzera haangadyi kudya uku.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:7-14