Revhitiko 22:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Hakuna wokunze kwemhuri yomuprista angadya chipiriso chitsvene, kana mueni womuprista kana mushandi wake angachidya.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:5-16