Revhitiko 21:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofanira kuva vatsvene kuna Mwari wavo uye havafaniri kumhura zita raMwari wavo. Nokuti vanouyisa kuna Jehovha zvipiriso zvinoitwa nomoto, nezvokudya zvaMwari wavo; naizvozvo vanofanira kuva vatsvene.

Revhitiko 21

Revhitiko 21:2-10