Revhitiko 21:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kana ane musana wakakombama, munhu akapfupikisa kana ano urema hwamaziso kana ane mamota kana ane mhezi, kana akakuvara manhu ake.

Revhitiko 21

Revhitiko 21:15-24